Mubereko

Mubereko (interest) zvinoreva mari inoberekwa pane iyo yakaiswa kubhengi.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaLozi vanoti -beleka kana belekile (v.i. to work for wages) vachireva kushandira mubhadharo.
  • VaLozi neBaila vanoti mubeleko (n. work, labour, paid employment, remunerated work, job) kureva mushando unobhadharwa.
  • VaLozi vanoti pelekelo kana la Pelekelo (n. Saturday - meaning the day on which wages are paid). Mamwe mazwi: pelekiso kana lipelikiso (n. way in which someone is employing workers).
  • VaLozi neBaila vanoti mubeleki (n. labourer, worker) kureva mushandi. Mamwe mazwi: mubelekisi kana babelekisi (n. employer) kureva mushandirwi.