Mubhununu, mujonjoma kana mumhudzungwa (n. Grewia flavescens) rudzi rwemuti unowanikwa muAfrica zasi kweSahara, Yemen, Saudi Arabia, neIndia.

Kurapa chinjirudza

  • Mudzi wemubhununu untotapwa mushonga unorapa marwdzo panuva yokutevera.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • MaNdebele vanoti Ubhunzu, Umklampunzi, Umnaba kana Umtewa (n. Grewia flavescens) kureva muubhununu.

Mapikicha chinjirudza

Zvakakochekwa chinjirudza