Muchani izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Patrick Muchani; Jack Muchani; Mike Muchani; Citwell Muchani; Makimap Muchani.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.