Muhushangazhi hwekucherwa kwemugodhi, muchegwa (mineral in English) zvinoreva dombo rinotakura simbi dzinocherwa kubva pamugodhi. Kutapidza muchegwa kunoitwa kuti hutapiri huwedzerwe kudzamara simbi iri kudiwa yasvika pakunatswa.

KuChewa munyu unonzi muchere. Iri izwi ringagona kuzoshandiswa kuturikira mineral salt.

Mitauro yeBantu chinjirudza