Muchete kana kuti matewo (satisfactory state of affairs or health) zvinotaura kuti zvinhu zvakamira zvakanaka pasina dambudziko kana unorwara.
Kurerutsa MutauroEdit
- Vana vakadii; muchete here vazukuru vangu vose?
Kurerutsa Mutauro yeBantuEdit
- Mang'anja vanoti tewa (flat) vachireva kuti vavatara.
- Mang'anja vanoti kutewama (to be flat) vachireva kuti vavatara.