Muchinga izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Muchinga Chiluba; Patience Muchinga; Muchinga Nachembe; Pamela Muchinga.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kikuyu inoti muchinga (n. gun) kureva pfuti. Mamwe mazwi: muchinga munene (n. cannon).