Mudhiniwe (a carefree person?) kureva munhu asina basa nezvakawanda, asina hanya kuti vanhu vanoti chii pamusoro pake.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • MaZulu vanoti dina (Tire, surfeit, sicken, be irksome to (through constant repetition). Sokuti kuyangidina ukwenza kwalaba bantu (The behaviour of these people sickens me).
  • MaZulu vanoti isidina (Disagreeableness arising from too frequent repetition, tiresomeness, irksomeness, distaste).
  • MuChiZulu vanoti Amadumbi lawa asenesidina kithi (These dumbi tubers are now distasteful to us) vachireva - tadhinhikana nemadhumbe aya.
  • MaZulu vanoti dinakala (Be surfeited, sickened). Sokuti: Kuyadinakala ukudla into efanayo njalo kureva - kudya kwakafanana neuku kunodhina.