Mudonzvo (walking sick, staff) zvinoreva muti wakavezwa unoshandiswa zvikurusei nechembere wavanobata muruwoko uchishndiswa kuvatsigira pakufamba.

  • Kudunduzira kufamba munhu achishandisa chimuti kana mudonzvo kutsvaka pakufamba napo pasina njodzi yekuwa kana kurovera.

Ringai zve: chinjirudza