Mudyakuwe kana chipindura (Bushveld honeysuckle-tree or Turraea nilotica) imhando yegwenzi rine mamwe mazita anoti: chifakawi, chirambagavakava, chitsvimbovarisa kana chitunguru.

Mamwe Mazita chinjirudza

Mudyakuwe une mamwe mazita anoti: chipindura, mudyambira, muzaramhanga kana mukondanyoka.

Tsika chinjirudza