Mufanechiya kana Mufanochiya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Chiya (Disturbing noise, racket) zvinoreva ruzha runokanganisa kana kuvhiringa nzvimbo ine runyararo.