Mufaro kana rufaro (Joy or happiness).

Mitauro yeBantuEdit

  • VaKikuyu vanoti kokenna (to rejoice; to enjoy) kureva kufara kana kufarira.
  • VaKikuyu vanoti kokennia (to gladden) kureva kufarisa kana kufadza. VaKikuyu vanoti kikenni (enjoyment; glee) kureva mufaro.
  • MaZulu vanoti genama (v. Be happy, joyous, gleeful) kureva kufara.
  • Elip vanoti mè≠fùⁿd–è (n. joy) kureva mufaro.