Mugwemi izita remhuri rinowanikwa muKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Charles Mugwemi; Robin Mugwemi; Caroline Mugwemi; Peter Mugwemi.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kikuyu vanoti kogwema (v. to hunt).
  • Kikuyu vanoti mugwemi (n. hunter).