Mugwenanguruve, gwananguruve kana garuru (n. Smilax anceps. Smilax kraussiana) idzinde rinotandira rinowanikwa muAfrica, munyika dzinoti Eswatini, South Africa, Madagascar, Comores, Mauritius, Seychelles, Reunion neZimbabwe.

Mashizha eMugwenanguruve
Kudhara Mugwenanguruve

Mugwenanguruve unotandira uchikura kusvika 5m kureba.

Zvakakochekwa chinjirudza