Mukambwe sezita
Mukambwe izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Clemence Mukambwe; Mukambwe Lukonge; Monique Mukambwe; Portia Mukambwe.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Lugwere inoti mukambwe (n. stern person). Mamwe mazwi: bukambwe (n. sterness).