Muchidzi

(runangakatsva kubva kuMukomboreri)

Shoko rokuti muchidzi kana mukomboreri (benefactor) rinoreva munhu anounza maropafadzo kwauri kana kune vanhu.

  • Beneficient rinoturikirwa kunzi kuchidza kana kukomborera.
  • Kuchidza (help in a small way; assist). Munhu anobatsira zvishoma nenzira iyi anonzi muchidzi; ruyamuro rwacho ndiwo muchidzo.
  • Chidza muto netumvura: Add a little water to the stew.

Mitauro yeBantu chinjirudza