Mukwende

Shoko rokuti mukwende (luggage, cargo in English) rinoreva mitoro inotakuwa nemotokari, chitima, rhori, bwato, chikepe, ndege kana imwe ipi nzira yekufambisa zvinhu.

Stabilizing capabilities Cordstrap dunnage bags.jpg

Dzimwe DudziroEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • VaTonga vanoti impasya (n. goods - luggage) kureva mukwende wembatya.
  • MaZulu vanoti intutho kana izintutho (n. Load; cargo; freight. 2. Transport).