Mulungu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, South Africa neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Mwansa Mulungu; Kgomotso Mulungu; Suma Mulungu; Afrah Mulungu.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kihehe inoti mulungu (n. Croton macrostachyus) rudzi rwemuti warehwa.