Munhikwi kana munhiku (hiccups).

Munhikwi unopedzwa nezvinotevera. 1.Kunwa vhura uchikasika 2. Kudya chipunu cheshuga 3. Kuruma ndimu/ remani 4. Kubataa kufema kwako mukati kwemaminitsi maviri

Mitauro yeBantu chinjirudza