Munondo

Munondo (sword) chombo chehondo chinocheka nemativi maviri chinotaridzika sebanga refu.

Princely Mughal sabre with jewelled scabbard

Mazwi eBantuEdit

  • Mururimi rweKikongo vanoti kutu (Scabbard; sheath) kureva homwe inopfekerwa banga kana munondo.