Munyamateka sezita
Munyamateka izita remhuri rinowanikwa muBurundi.
- Vanhu vane zita iri: Nestor Munyamateka; Elvis Munyamateka; Fundi Munyamateka.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Luganda inoti munnamateeka (n. lawyer) kureva gweta. Mamwe mazwi: munnansi (n. citizen) kureva chizvarwa chenyika.
- Luganda inoti munnarwanda (n. Rwandan) kureva Munyarwanda. Mamwe mazwi: munnasaayansi (n. scientist) kureva munyasainzi.