Munyava izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Munashe Munyava.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kibena inoti nyava (n. Dactyloctenium aegyptium; Dactyloctenium giganteum) kureva huswa huri pamufannidzo uri pasi.
 
Huswa hunonzi nyava neVaBena