Munyire

Munyire, mutowo kana tsika (method, habit, manner, character). Zvichida izwi iri ringaturikira chinonzi Ethics kana Ethos kuEnglish?

Mitauro yeAfrikaEdit

  • Waalii vanoti nyira; chenla (adj. perceptive) kureva kuchenjera. Mamwe mazwi: dangnyira (n. prescient).