Mupakasi sezita
Mupakasi izita remhuri rinowanikwa muUganda, neCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Gerald Mupakasi; Susan Mupakasi; Mupakasi Kanyungulu; Portia Mupakasi.
- Mazwi ari pedyo: Bakasa sezita.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.