Mupara
- Mupara (Skinhead, shaved bald) apa kureva musoro wakaguswa vhudzi rose.
- Mupara sezita izita rinowanikwa muZimbabwe.
- Munhu Mupara (foreigner, stranger) apa kureva munhu asiri wenyika iyoyo iri kutaurwa nezvayo.
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Abraham wakagara ari munhu mupara munyika yevaFiristia mazuva akawanda: Abraham lived for a long time as a foreigner in the land of the Philistines. (Genesis 21:34 Bhaibheri reChiNdau).
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |