Mupfuti
Mupfuti kana mfuti (n. brachystegia boehmii. Brachystegia woodiana) rudzi rwemuti unowanikwa munyika dzinosanganisira: Angola, Botswana, Democratic Republic of the Congo, Malawi, Mozambique, Zambia neZimbabwe. Muti uyu unoita makavi akanaka anoshndiswa kuvaka nekuruka zvirukwa zvakadai senhava netyava.
Mitauro yeAfrikaChinjirudza
- IsiNdebele vanoti Itshabela (n. brachystegia boehmii) kureva mupfuti.