Murinzi sezita
Murinzi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Burundi neCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Ghislain Murinzi; Fabrice Murinzi; Itai Murinzi; Irene Murinzi.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Giryama inoti murindzi (n. preserver; watchman).