Musalama

Musalama izita revanhu rinowanikwa muTanzania.

  • Vanhu vane zita iri: Pretty Musalama; Musalama Maneno; Musalama Misana.
  • Mazwi ari pedyo: Musarara sezita.

Mitauro yeAfrikaEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Lenje vanoti salama (v. be extended; spread out; wide) kureva kutambanuka.
  • Lenje vanoti salama (v. lie on back) kureva kurara negotsi. Mamwe mazwi: funama (lie on face) kureva kutsivama.