Mushandirwi (Employer) zvinoreva munhu kana sangano rakapinza munhu basa kuti ange achishanda achipiwa muripo webasa raanenge aita.