Mushekwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Lungowe Mushekwa; Mushekwa Likuni; Brighton Mushekwa; Tsitsi Mushekwa.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.