Mushoni sezita
Mushoni izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Cynthia Mushoni; Heather Mushoni; Mushoni Rambau; Mushoni Mudimeli.
- Mazwi ari pedyo: Mushonhi sezita, Shonhai sezita, Mushonhiwa sezita.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.