Musonda
Musonda izita remhuri rinowanikwa muZambia.
- Vanhu vane zita iri: Chongo Musonda; Michael Musonda; Musonda Kambikambi; Musonda Bwale.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Luganda inoti okusonda (v. contribute).
- Humburi Senni inoti sònd-à (to be castrated - of an animal) kureva kuchekwa kwemukono wemhuka.
- Humburi Senni inoti sóndû (disassemble, dismantle e.g. handle from hoe; castrate, geld).