Mutaa izita remhuri rinowanikwa kuKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Lydia Mutaa; Mutaa Mbuti; Mercy Mutaa; Lucy Mutaa.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Waalii vanoti taa; tari, ‘so (v. possess) kuva ne. Mamwe mazwi: daalung; ‘so; taa/tari (adj. possessive).
  • Waalii vanoti tara; ‘soro; daana (n. possessor) kureva uyo ane chinhu charehwa.