Mutana izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Mozambique neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Tinotenda Mutana; Tapiwa Mutana; Chico Mutana; Purity Mutana.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Shambala inoti muntu mutana (a fine man). Mamwe mazwi: nyumba tana (a fine house). Kintu kitana (a fine thing)..
  • VaTaabwa vanoti kutana (v. to be fat; extended; grow) kufuta, kutambanuka kana kukura.
  • VaTaabwa vanoti kutana (v. refuse to give) kunyima kana kuramba kupa.