Mutemeri

Mutemeri izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaYao vanoti mtemela (a previous arrangement which must first be completed before anything else can be done) kureva chinofanirwa kutanga kuitwa kwozotevera zvimwe.
  • VaYao vanoti temela kana ku temela (to value an item of trade, to price an article of trade).