Mutora sezita
Mutora izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Uganda neRwanda.
- Vanhu vane zita iri: Ngoni Mutora; Billyam Mutora; Nokuthula Mutora; Helene Mutora.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.