Mutota izita rinowanikwa muZimbabwe, Namibia neZambia.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaChewa vanoti mtota (a wet place in the ground) inzvimbo yakatota. VaRundi vanoti gutota (to be saturated wet) kureva kutota. Taabwa vanoti kutota (v. sting, prick, bite).
  • MaZulu vanoti thotha (Place closely together, pack tightly; bind tightly together). VaMaconde vanoti kutota kureva kusona. Takwane vanoti tota kubata hove nemambure.
  • VaRundi vanoti gutota (go along right in path of animals; to not be side tracked) kuronda mwanza wemhuka. Mamwe mazwi: gutota (sprinkling medicine to protect from evil) vachireva kutota.
  • Kikongo vanoti tota; totama (to add, put together, to be added; to be put together). Mamwe mazwi: totama (to accord, harmonise, be alike).