Mutsambati
Mutsambati kana mutsambatsi (n. Lannea edulis. Wild grape) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe.
Kurapa chinjirudza
- Mudzi wemutsambati unotapwa mushonga unorapa bilharzia nemanyoka.
Mitauro yeBantu chinjirudza
- IsiNdebele vanoti Intakubomvu (n. Lannea edulis. Wild grape) kureva muti wemunhondo.