Mutsindira (road packer) muchovha une mavhiri esimbi anoremera; muchovha uyu unoshandiswa kutsindira dhaga kana migwagwa ichivakwa. Kutsindira ivhu iri kunobatsira kusimbisa mugwagwa.