Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Yao vanoti mtumba (a truss of calico - medical device for supporting herniated areas of body). Umbundu inoti tumba (v. swell).
  • Lenje vanoti ntumba kana tumba (flat basket used as a plate or dish and for catching fish).
  • Herero inoti tumba (be rich, abound; be full; great size). VaLamba vanoti itumba (n. bag, bundle; bale, sack).
  • Zigula inoti mtumba (n. an uncle). Mamwe mazwi: mtumba kana mitumba (n. bale of cloth). Tunen inoti ʊ̀≠tʊ́ᵐb–á (v. pass, succeed).
  • Herero inoti omundu omutumba (n. pregnant, full; pregnant). Mamwe mazwi: -tumba (n. pregnant; swelling; height; elevation).
  • BaKalanga ivoti tumba (v. crouch; squat, sit on the haunches). MaZulu vanoti tumba (swell, be full, become large).


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.