Mutumwa (tsauranisa chirevo)

  • Mutumwa (messenger, angel) zvinoreva munhu anotumwa kuita basa.
  • Mutumwa (angel) zvinoreva ngirozi kana kuti nhume dzaMwari.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaGungu vanoti mutumwa (delegate, messenger, representative) vachireva mutumwa.


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.