Mutunami

Mutunami izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Kudzanai Mutunami; Inzwi Mutunami; Jonathan Mutunami; Nyasha Mutunami.
  • Kutunama (sit as one in a state of despair; look sullen or morose)??

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Baila vanoti mutuni kana munyu (a selfish person) munhu ane chindini kana mandigoveni. Mamwe mazwi: kudi mutuni kana kudi munyu (to be selfish) kuita chindini.
  • Baila vanoti ku tunama (to stare, to look intently in one direction) kureva kudzvokora.
  • VaSwahili vanoti tuna (1. puff up, swell out; 2. put on airs). Mamwe mazwi: jituna (1. be arrogant; 2. put on airs)
  • Ngala vanoti motuna (n. question). Taabwa vanoti kutuna (not to be sharp - of a knife) kureva kugomara kwebanga.