Muvuvudzi kana hwahwa hweshiri (Shrub: Hoslundia opposita. Orange bird-berry) muti unowanikwa muAfrica zasi kweSahara, kusanganisira Madagascar. Muchero wacho unoita muvara rweorenji kana uchinge waibva.

Mashizha eMuvuvudzi

Kurapa chinjirudza

  • MaNdebele vanoti Umbovana kana Utshwala-benyoni (n. Hoslundia opposita. Orange bird-berry) kureva muvuvudzi.
  • Kihehe inoti vesungula (n. Hoslundia opposita. Orange bird-berry) kureva muvuvudzi.

Zvakakochekwa chinjirudza