Muwanguzi izita remhuri rinowanikwa kuUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Abel Muwanguzi; Samuel; Yazidi Muwanguzi; Rachael Muwanguzi.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Luganda vanoti omuwanguzi (n. winner) kureva mukundi.