Muwendo izita remhuri rinowanikwa muUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Geofrey Muwendo; Andre Muwendo; Stella Muwendo; Faith Muwendo.

Mitauro ye Afrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • Luganda inoti omuwendo (n. amount; value; price; number; total).
  • Luganda inoti oluwenda (n. solution).