Chinyorwa chino chinounganidza mazita anovambwa nemavara anoti Muza-. Vamwe vatauri vanoti Muza- uyu anotaurwa achireva kuunzwa kana kuuya kwechinhu chakadomwa chichitevedza mavara anoti Muza-.


Mazita chinjirudza

  • Muza apa kureva uyo akauya kana muuyi mumusha uri kucherechedzwa.
  • Muzanarwo iri zita ringareva kuuya nerufu kana rushambwa tichicherechedza mipanda yamazita.
  • Muzanago
  • Muzanebanga
  • Muzamhindo apa kubvira munhu akauya kana chinhu chakauya mumhindo wemwedzi kana murima.
  • Muzanenhamo kubvira chakaunza nhamo.
  • Nyamuza apa kureva mwana akazvarwa pamusha asi baba vake vasingazivikanwi - illegitimate child.