Muzindo izita remhuri rinowanikwa muUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Irene Muzindo; Emma Muzindo; Emmanuel Muzindo; Luyubula Muzindo.
  • Mazwi ari pedyo: muzinda; mutsindo.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Lugwere inoti muzindo (n. n. immenseness, vastness, enormity; something unusually great in size, degree, extent or scope).