Mvuku izita remhuri rinowanikwa muCongo, Kinshasa, South Africa, neCongo, Brazzaville.

  • Vanhu vane zita iri: Alma Mvuku; Nyani Mvuku; Mvuku Mntungwa; Djoscky Mvuku.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kikongo inoti mvuku (n. forbearance, long-suffering) kureva moyo murefu.
  • Kikongo inoti mvuku (n. manure composed of rotting vegetable matter).
  • Kikongo inoti mvuku (n. the smell, scent {of a person only), the odour natural to any one).