Mwanda sezita

(runangakatsva kubva kuMwanda, sezita)

Mwanda izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Tapiwa Mwanda; Nkosana Mwanda; Kilimunda Mwanda; Mwanda Shingululu.
  • Chimwanda kana mwanda (bundle, a sheaf - of grass etc) zvinoreva chitsumbu chakadai sechehuswa hwekupfirira imba.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • VaTonga vanoti kuandula (v. to break open). Mamwe mazwi: kuanduka (passive. to be broken open).
  • VaMaconde vanoti mwanda kana myanda (time, period, journey. Sokuti mwanda umo (once, one time) kana mwanda mivili (twice).
  • Maconde vanoti mwanda (n. trip, journey, travel; voyage, transit).