Mwaula izita remhuri rinowanikwa muZambia neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Rose Mwaula; Dominic Mwaula; Vivian Mwaula; Anastacia Mwaula.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Mbugwe inoti mwaula (n. necklace) kureva chuma chemuhuro.