Mwendi izita remhuri rinowanikwa kuTanzania neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: James Mwendi; Norah Mwendi; Obed Mwendi; Stephen Mwendi.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kikuyu inoti mwendi (n. favourite). Mamwe mazwi: kuenda (v. to favour).
  • VaGulu vanoti uwendi (n. favour).
  • VaGulu vanoti mwendi wa- (favourite).